Mako 2:15 BDMCS

15 Jesu paakanga achidya kudya kwamanheru paimba yaRevhi, vateresi vazhinji na“vatadzi” vakanga vachidya naye, uye navadzidzi vake, nokuti kwaiva navazhinji vaimutevera.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 2

Maonero Mako 2:15 akapoteredza