21 “Hakuna munhu anoisa chigamba chitsva panguo tsaru. Kana akadaro, chigamba chitsva chichabvarura chitsaru, zvoita kuti buri racho rinyanye kukura.
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 2
Maonero Mako 2:21 akapoteredza