Mako 2:26 BDMCS

26 Mumazuva aAbhiatari muprista mukuru, akapinda mumba maMwari akadya chingwa chakatsaurwa, chinongotenderwa kudyiwa navaprista chete. Uye akapawo vamwe vaaiva navo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 2

Maonero Mako 2:26 akapoteredza