Mako 2:5 BDMCS

5 Jesu akati aona kutenda kwavo, akati kuno uya akanga akafa mutezo, “Mwanakomana, zvivi zvako zvaregererwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 2

Maonero Mako 2:5 akapoteredza