Mako 2:8 BDMCS

8 Pakarepo Jesu akazviziva mumweya wake kuti ndizvo zvavakanga vachifunga mumwoyo yavo, uye akati kwavari, “Seiko muchifunga zvinhu izvi?

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 2

Maonero Mako 2:8 akapoteredza