Mako 3:11 BDMCS

11 Pose paaionekwa nemweya yakaipa, yaiwira pasi pamberi pake uye yaidanidzira ichiti, “Ndimi Mwanakomana waMwari.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 3

Maonero Mako 3:11 akapoteredza