27 Zviripo ndezvokuti, hakuna munhu angapinda mumba momunhu ane simba uye akatakura zvinhu zvake, kana asina kutanga asunga murume wacho ane simba. Ipapo angagona kupamba imba yake.
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 3
Maonero Mako 3:27 akapoteredza