Mako 3:9 BDMCS

9 Akaudza vadzidzi vake kuti vamuswededzere igwa duku, kuitira kuti vanhu varege kumutsikirira nokuda kwokuwanda kwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 3

Maonero Mako 3:9 akapoteredza