Mako 4:1 BDMCS

1 Jesu akatanga kudzidzisazve ari pagungwa. Vanhu vakanga vakaungana vakamukomberedza vari vazhinji zhinji zvokuti akabva apinda mugwa akagara mariri ari mugungwa, asi vanhu vose vari kumahombekombe.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 4

Maonero Mako 4:1 akapoteredza