Mako 4:11 BDMCS

11 Akati kwavari, “Chakavanzika choumambo hwaMwari chakapiwa kwamuri. Asi kuna avo vari kunze, zvinhu zvose zvinotaurwa nemifananidzo

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 4

Maonero Mako 4:11 akapoteredza