Mako 4:17 BDMCS

17 Asi sezvo vasina midzi, vanongotsungirira kwenguva pfupi. Panongosvika nhamo kana kutambudzwa nokuda kweshoko, vanokurumidza kuwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 4

Maonero Mako 4:17 akapoteredza