Mako 4:36 BDMCS

36 Vakasiya vanhu vazhinji, vakaenda naye mugwa, sezvaakanga ari. Pakanga pane mamwewo magwa aaiva nawo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 4

Maonero Mako 4:36 akapoteredza