Mako 4:5 BDMCS

5 Dzimwe dzakawira murukangarabwe, madzisina kuwana ivhu rakawanda. Dzakakurumidza kumera, nokuti ivhu rakanga riri shoma.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 4

Maonero Mako 4:5 akapoteredza