Mako 5:13 BDMCS

13 Akaatendera, uye mweya yakaipa yakabuda ikaenda ikandopinda munguruve. Boka rinenge zviuru zviviri pakuwanda, rakamhanya richiburukira kumawere rikapinda mugungwa uye rikanyuramo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 5

Maonero Mako 5:13 akapoteredza