Mako 5:15 BDMCS

15 Vakati vasvika kuna Jesu, vakaona murume uya akanga akabatwa neRegioni ramadhimoni, agere ipapo, akapfeka uye ava munhu kwaye; uye vakatya.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 5

Maonero Mako 5:15 akapoteredza