Mako 5:19 BDMCS

19 Jesu haana kumutendera, asi akati kwaari, “Chienda kumba kumhuri yako undovaudza zvawaitirwa naShe, uye kuti akunzwira ngoni sei.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 5

Maonero Mako 5:19 akapoteredza