23 uye akamukumbirisa zvikuru achiti, “Mwanasikana wangu mudiki ava kufa. Ndapota uyai muise maoko enyu pamusoro kuti agoporeswa uye ararame.”
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 5
Maonero Mako 5:23 akapoteredza