Mako 5:33 BDMCS

33 Ipapo mukadzi, achiziva zvakanga zvaitika kwaari, akauya akawira patsoka dzake, uye achidedera nokutya, akamuudza chokwadi chose.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 5

Maonero Mako 5:33 akapoteredza