Mako 5:35 BDMCS

35 Jesu achiri kutaura, vamwe varume vakauya vachibva kumba kwaJairosi, mukuru wesinagoge. Vakati, “Mwanasikana wenyu afa. Muchanetsereiko mudzidzisi?”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 5

Maonero Mako 5:35 akapoteredza