Mako 5:41 BDMCS

41 Akamubata noruoko akati kwaari, “Tarita kumi!” (zvichireva kuti, “Musikana, ndinoti kwauri, muka!”)

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 5

Maonero Mako 5:41 akapoteredza