11 Uye kana pane nzvimbo icharamba kukugamuchirai kana kukuteererai, muzunze guruva retsoka dzenyu pamunenge mobva, chive chapupu pamusoro pavo.”
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 6
Maonero Mako 6:11 akapoteredza