Mako 6:14 BDMCS

14 Mambo Herodhi akanzwa nezvazvo, nokuti zita raJesu rakanga rozivikanwa kwazvo. Vamwe vakanga vachiti, “Johani Mubhabhatidzi akamutswa kubva kuvakafa; uye ndokusaka zviratidzo zvesimba zvichiitika.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 6

Maonero Mako 6:14 akapoteredza