Mako 6:2 BDMCS

2 Sabata rakati rasvika, akatanga kudzidzisa musinagoge, uye vazhinji vakamunzwa vakashamiswa.Vakabvunza vachiti, “Munhu uyu akawanepi zvinhu izvi? Uchenjeri hupi uhu hwaakapiwa hwokuti anotoita zvishamiso?

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 6

Maonero Mako 6:2 akapoteredza