Mako 6:34 BDMCS

34 Jesu akati aburuka uye achiona vanhu vazhinji zhinji, akavanzwira tsitsi, nokuti vakanga vakaita samakwai asina mufudzi. Saka akatanga kuvadzidzisa zvinhu zvizhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 6

Maonero Mako 6:34 akapoteredza