Mako 6:50 BDMCS

50 nokuti vose vakamuona uye vakatya.Pakarepo akataura kwavari akati, “Tsungai mwoyo! Ndini. Musatya.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 6

Maonero Mako 6:50 akapoteredza