Mako 7:24 BDMCS

24 Jesu akabva panzvimbo iyo akaenda pedyo neTire. Akapinda mumba akasada kuzivikanwa nomunhu; asi akanga asingagoni kuzvivanza.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 7

Maonero Mako 7:24 akapoteredza