36 Jesu akavarayira kuti varege kutaurira kana munhu. Asi paakanyanya kuita izvozvo, ndipo pavakanyanya kutaura nezvazvo.
Verenga chitsauko zvakakwana Mako 7
Maonero Mako 7:36 akapoteredza