Mako 8:11 BDMCS

11 VaFarisi vakasvika ndokutanga kubvunza Jesu. Kuti vamuedze, vakamukumbira chiratidzo chaibva kudenga.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 8

Maonero Mako 8:11 akapoteredza