Mako 8:17 BDMCS

17 Achiziva zvavaitaurirana, Jesu akavabvunza akati, “Seiko muchitaura pamusoro pokuti hamuna chingwa? Heya, muchigere kuona kana kunzwisisa nhai? Mwoyo yenyu ichiri mikukutu nhai?

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 8

Maonero Mako 8:17 akapoteredza