Mako 8:34 BDMCS

34 Ipapo akadana vanhu vazhinji kwaari pamwe chete navadzidzi vake akati, “Kana munhu upi zvake achida kunditevera, anofanira kuzviramba, atakure muchinjikwa wake agonditevera.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 8

Maonero Mako 8:34 akapoteredza