Mako 8:38 BDMCS

38 Kana munhu achinyadzwa uye achinyadzwa namashoko angu murudzi urwu rwoufeve uye runotadza, Mwanakomana woMunhu achanyadzwawo naye paanouya mukubwinya kwaBaba navatumwa vatsvene.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 8

Maonero Mako 8:38 akapoteredza