Mako 8:6 BDMCS

6 Akaudza vanhu vazhinji ava kuti vagare pasi. Akati atora zvingwa zvinomwe uye akavonga, akazvimedura akazvipa kuvadzidzi vake kuti vaise pamberi pavanhu, uye vakaita saizvozvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 8

Maonero Mako 8:6 akapoteredza