Mako 9:12 BDMCS

12 Jesu akapindura akati, “Kutaura chokwadi, Eria anofanira kutanga kuuya, uye agovandudza zvinhu zvose. Zvino kwakanyorerwei kuchinzi Mwanakomana woMunhu anofanira kutambudzika zvikuru uye agorambwa?

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 9

Maonero Mako 9:12 akapoteredza