Mako 9:17 BDMCS

17 Mumwe murume aiva pakati pavanhu vazhinji akapindura akati, “Mudzidzisi, ndauya kwamuri nomwanakomana wangu, akabatwa nomweya wakamupa umbeveve.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 9

Maonero Mako 9:17 akapoteredza