Mako 9:33 BDMCS

33 Vakasvika kuKapenaume. Paakanga ari mumba, akavabvunza akati, “Manga muchikakavadzana pamusoro peiko munzira?”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 9

Maonero Mako 9:33 akapoteredza