Mako 9:35 BDMCS

35 Agara pasi, Jesu akadana vane gumi navaviri akati, “Kana munhu achida kuva wokutanga, anofanira kuva iye wokupedzisira, uye muranda wavose.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 9

Maonero Mako 9:35 akapoteredza