Mako 9:38 BDMCS

38 Johani akati, “Mudzidzisi, taona munhu achidzinga madhimoni muzita renyu uye tikamudzivisa, nokuti anga asiri mumwe wedu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 9

Maonero Mako 9:38 akapoteredza