Mako 9:42 BDMCS

42 “Uye kana ani naani akaita kuti mumwe wavaduku ava vanotendeka kwandiri atadze, zvingava nani kwaari kuti akandwe mugungwa akasungirirwa guyo guru mumutsipa make.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 9

Maonero Mako 9:42 akapoteredza