10 Hezekia baba vaManase,Manase baba vaAmoni,Amoni baba vaJosia,
11 naJosia baba vaJekonia navanun'una vake panguva yavaiva muutapwa muBhabhironi.
12 Vabva kuutapwa kuBhabhironi:Jekonia aiva baba vaShearitieri,Shearitieri baba vaZerubhabheri,
13 Zerubhabheri baba vaAbhiudhi,Abhiudhi baba vaEriakimu,Eriakimu baba vaAzori.
14 Azori baba vaZadhoki,Zadhoki baba vaAkimu,Akimu baba vaEriudhi,
15 Eriudhi baba vaEreazari,Ereazari baba vaMatani,Matani baba vaJakobho.
16 Jakobho baba vaJosefa, uyo aiva murume waMaria, uyo akabereka Jesu, anonzi Kristu.