Mateo 10:10 BDMCS

10 musatakura hombodo yorwendo kana dzimwe nguo, shangu kana tsvimbo nokuti mushandi anofanira kurarama nomubayiro webasa rake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 10

Maonero Mateo 10:10 akapoteredza