Mateo 10:19 BDMCS

19 Asi kana vakusungai, musafunganya pamusoro pokuti muchataurei kana kuti muchataura sei. Panguva iyoyo muchapiwa zvokutaura,

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 10

Maonero Mateo 10:19 akapoteredza