Mateo 10:37 BDMCS

37 “Ani naani achada baba vake kana mai vake kupfuura ini haana kukodzera kuva wangu; uye ani naani anoda mwanakomana kana mwanasikana wake kupfuura ini haana kukodzera kuva wangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 10

Maonero Mateo 10:37 akapoteredza