Mateo 10:41 BDMCS

41 Ani naani anogamuchira muprofita nokuti muprofita achagamuchira mubayiro womuprofita, uye ani naani anogamuchira munhu akarurama nokuda kwokuti akarurama, achagamuchira mubayiro womunhu akarurama.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 10

Maonero Mateo 10:41 akapoteredza