Mateo 11:21 BDMCS

21 “Une nhamo iwe Korazini! Une nhamo iwe Bhetisaidha! Kudai zvishamiso zvakaitwa mauri zvainge zvakaitwa muTire neSidhoni vangadai vakatendeuka kare vakapfeka masaga uye vakazvizora dota.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 11

Maonero Mateo 11:21 akapoteredza