1 Panguva iyoyo Jesu akapfuura nomuminda yaiva nezviyo uri musi weSabata. Vadzidzi vake vakanga vava nenzara ndokubva vatanga kupurura hura hwezviyo zviya vachidya.
Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 12
Maonero Mateo 12:1 akapoteredza