Mateo 12:10 BDMCS

10 uye makanga muno murume akanga ano ruoko rwakanga rwakakokonyara. Vachitsvaka mhosva yokupomera Jesu vakamubvunza vakati, “Zviri pamutemo here kuporesa nomusi weSabata?”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 12

Maonero Mateo 12:10 akapoteredza