Mateo 12:33 BDMCS

33 “Itai kuti muti uve wakanaka uye michero yawo ichava yakanaka kana kuti itai kuti muti uve wakaipa, uye michero yawo ichava yakaipa, nokuti muti uchazivikanwa nemichero yawo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 12

Maonero Mateo 12:33 akapoteredza