Mateo 12:39 BDMCS

39 Akavapindura akati, “Rudzi rwakaipa nerwoupombwe runokumbira chiratidzo! Asi hapana chiratidzo chichapiwa kwarwuri kunze chete kwechiratidzo chomuprofita Jona.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 12

Maonero Mateo 12:39 akapoteredza