Mateo 12:44 BDMCS

44 Ipapo unoti, ‘Ndichadzokera kumba kwandakabva.’ Kana wasvika, unosvikowana imba iya isina ageremo, asi yakanyatsotsvairwa zvakachena nokunyatsorongedzwa zvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 12

Maonero Mateo 12:44 akapoteredza