Mateo 13:35 BDMCS

35 Saizvozvo zvakazadziswa zvakanga zvataurwa kubudikidza nomuprofita zvichinzi: “Ndichataura nemifananidzo, ndichataura zvinhu zvakavanzika kubva pakusikwa kwenyika.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 13

Maonero Mateo 13:35 akapoteredza